Find by tag

Sry group ndakuita sendokudzosai kumashure, nematambudziko ka mhuri yekwaGoriath ini kutozviverenga izvozvi mubhaibheri mufunge. Shame ska akazosungwa here David wacho?๐Ÿ˜Ž

*Zimbabwe ndiyo yega nyika yekuti Unotengesa Mombe kuti udzidze๐ŸŽ“ wapedza kudzidza hauchakwanisi kutenga nyama yeMombe, wave kutenga maveg*๐Ÿ˜„๐Ÿ˜„

*KUNGWARISA* Plus *HUMBAVHA* = *KUNGWAVHA* _Tikunzwei futi muchiti muri kungwavha ngwavha. Mbavha dzevanhu_

*It dies on your side vakadaro Mhofu vachida kuti inofa kwako* ๐Ÿ™†โ€โ™€๏ธ๐Ÿ™†โ€โ™€๏ธ๐Ÿ™†โ€โ™€๏ธ

๐Ÿƒ ___ mhuuuuu ๐Ÿ____ meeeee ๐Ÿ•____ huu huu hu ๐Ÿˆ _____ n'eu n'eu ๐Ÿ’๐Ÿป _____ poo mari ๐Ÿ‘จ๐Ÿผโ€๐Ÿ’ผ_____ poo stonyi

*Apple๐ŸŽ*: ini ndakafanana nemoyo wemunhu *Orange๐ŸŠ:* ini ndakafanana nemusoro wemunhu *Avocado๐Ÿฅ‘*:ini ndakafanana nemazamhu emunhu *Banana๐ŸŒ*: musade kundinzwa *Beans*: *_left_*

Friend: *Tell me a sad story in four words* Me: *Wife works at Munhumutapa*๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™๐Ÿ™

Vakadzi vese variku poster soul jah love pama status kana Bev afa musazotsamwe .....*๐Ÿšถโ€โ™‚๏ธ

*Mai Gire: *Musangoti vakadzi vanoda mari, akatengesa Jesu uya ainzi Dorothy here?*๐Ÿ˜’๐Ÿ˜’ ๐Ÿ˜„๐Ÿ˜„๐Ÿ˜„๐Ÿ˜„ *Beven: *NdiJudhasi asi mari yacho yaidiwa naMrs Iscariot kuden*๐Ÿ˜Œ ๐Ÿ™Œ๐Ÿ™Œ i surrender๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

๐Ÿ‘ฎ๐Ÿป Gogo makazvarwa rini ? ๐Ÿ‘ฉ๐Ÿผโ€๐ŸŒพ : muna march ๐Ÿ‘ฎ๐Ÿป : date ? ๐Ÿ‘ฉ๐Ÿผโ€๐ŸŒพ : 11 September ๐Ÿ˜€๐Ÿ˜€๐Ÿ˜€๐Ÿ˜€๐Ÿ˜€๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚

Mu ๐Ÿ‘€ no Wemberi... Ukaona vaccine iri risikubiwa ne Zanupf ibva vaziva kuti *harishandi*

Whites: im the bread winner. Baba Agiripa: kuti muende kutoilet pano ndini๐Ÿ™†

Gokwe hanzi varikungobvunza kuti Vale yacho ikurapwa futi neZumbani here, hameno vaita confusion papi๐Ÿคทโ€โ™€๏ธ

*Tino*: if your ex buys you a Valentines present will you accept it?? *Tafadzwa*: kurega nei ini ndichitombotambira fertiliser yeZanu kumusha ndrimuchinja ๐Ÿ˜‚๐Ÿ™Œ๐Ÿป

*Football Fans* *Liverpool fans* -Very calm and disciplined chero vakahwinha vane maturity *Man City Fans*-Highly disciplined.Team yavo ikahwinha havataurise uye varipamusoro pelog vanonyarara *Man united Fans*-Team inisapotwa nemasingle mothers,mahwindi,matsotsi nepfambi.Vanhu ivava vanotaurisa.Vaneruzha!Team yavo ikahwinha one game kumabasa hakuseenzeke.Team yavo ikaenda pamusoro pelog vanopembera sevatora league.KuBhawa havatengi doro futi mapocha.Vakomana vacho havaroore vanotizisa.Varume vacho magirlfriends too much plus kushusha.Apa havapedzi zuva vasina kutaura zva Fergusson.Ndivo vanaMadhuve ka ava too much pride apa havana mari.Ukaona muroora anopfeka Man U jersey wotoziva kuti akavenga vamwene.Vanozvikudza kunyanya uye havaende kumusha kunoona vabereki.Havachengete hama uye vanehuori. *Chelsea Fans*-Ava havasi vebhora vazhinji vacho.Vanodira team kuti inemaplayers akawanda mablacks(zvinebasarei).Ava vaneruzha team ikahwinha.Vanoita betting vachirohwa mari stereki.Iyi team iyi ndeyemahwindi futi.Vanofunga kuti kunyora kombi kuti Chele chele kana kuti Stamford bridge zvinohwinhisa team.Vazhinji vacho ndivo vanobud mademon kumachechi.Kubhawa vanotenga doro mbichana vozopedza husiku vese vachipocha.KuN'anga havabve.Vanotongwa nevakadzi *ArsenalFans*-VanePatience.ukaona waroora musikana anosapota arsenal wagarika.Nekuti humwe hushingi hwavanoita vanhu unoshaya kuti hunobvepi.Arsenal inorohwa big time asi vanoramba vakatsungirira.Doro vanotenga kubhawa .Havanyanye kuhura uye vanehutsanana.

Get nyambo in your inbox!