Tezvara vakange vakagara nemukwasha vachidziya zuva. tezvara ava vakange vaine mbiri yekusura.
Pane imbwa yainzi bhingo yakange yakazvirariwo zvayo. tezvara vabva vati bhuu kusura.mukwasha ndokuti iwe bhingo. saka tezvara vakafunga kuti tsoro yavo haina kubatwa. tezvara vakati bhuu zvakare .mkasha ndokuti iwe bhingo haunzwe here. tezvara vaenderera mberi ndokuti bhuuuuuuu ..
mukwasha akati iwe bhingo ndati ibva apo unomamirwa.
Hanzi panga pane boyz dzairova hadzo lager paweekend so mumwe mufellow wavo aingonwiswa iye anga asina chibhanzi. Vakabvira Friday kunwa kusvika Sunday monazi,so they decided kuti vanosiya muface kuden kwake,apo muface asingagone kana kumira. Boyz dzakaburuka naye ndobva asiyiwa muden,muface ndobva adaidzira kuti "boyz muri rough muri kundiscratcher"
Teacher akaudza vana kuti va drawe chitima ne mota ..mumwe mfana akange akaoma musoro aka drawer njanji neimba ..pakabvunzwa na teacher ....zvikanzi manonoka kuuya chitima chapfuura kudhara ndokusaka pane njanji ...zvikanzi ko imab yabva nepi ,,kakati mota yacho iri kuseri kwemba.