Imagine kudai Zimbabwe iri iyo yasvitsa 5million corona virus cases Garwe aidai akapiwa ma sanctions ekuti asaenda chero kutoilet chaiko
Hey guys sorry not group related issue l just wanna ask if i have my own capital ndinokwanisa here kuvhura police station nemapurisa angu?
Thanx kune vachabatsira🤦🏿♂️
Minister of Health anorapwa kuChina, zvakafanana nekuti unenge uri mufundisi kuZaoga asi uchipinda Zion 🤣🤣🤣🤣
*Vanhu vakasekerera Mnangagwa anopedzisira aita Joseph Chinotimba Minister Of Education.*
😱😱😱😱
*Ashwin:* _Guys ndagarisa mu group ndiiteiwo Admin_
*Simba:* _Mfana usafarisa, ukagarisa uchirwara mu hospital unoita nurse here?_
*Ashwin:* _ko inga wani Chiwenga akarwara kusvika aita Minister of Health_
```You are now an Admin```
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
WHEN YOU'RE DATING ACHIHERA
CHIHERA: babe ndaneta nekugara tichitukana shaa. I think we need to change.
HUSBAND: very true hun. Saka wanga wafungei?
CHIHERA: Ndanga ndafunga zvekuti tichingoita zviri zvemaoko coz kutaura kunonetsa.
HUSBAND:😳😳😳😳
🤣🤣🤣🤣🤣