Find by tag

Nhai kana usina passport zvoita here kushandisa teaport?

Ndini Gidza ndri kuGokwe

Manu: “Inguvai?”

Welly: “One thousand, seven hundred and thirty-five per month.” (17:35pm)

(Mbanje ndasiya ...)

TEACHER : Varipo here varovha nhasi?

JOHN : Vangagovapo sei ivo varovha?

Doctor : Unonzwei?

Patient : Chishona.

Doctor : Ndiri kureva kuti chii chinokunetsa?

Patient : Chirungu.

morning ladies.
MUKADZI CHAIYE ANODA ZVEMBA ANOENDESERA BABA SADZA KUBHAWA OMIRIRA NDIRO

😏😏😏😏

muchirungu zvinonzi "cool ones" hameno kuti sekuru vako zvekuti makuruwane vakazviwana kupi 😂😂

This December tokumbirawo kana uri kumaperiods uise chichira chitsvuku pahuro nokuti tanzwa nokudhakisa vanhu vasivo🙅🏼‍♂️

Maproblems angu arikuda mari. Handisi kuda minamato,handisikuda advice,ndiri kuda mari. Chirungu chenyu chiya chekuti, "Everything will be fine." handisikuchida futi,ndiri kuda mari. Mirai kundiudza kuti, 'there is light at the end of the tunnel,'handisi mutunnel,ndiri mudambudziko...dambudziko racho ririkuda mari. Zvana be strong it's darkness before Dawn kwete handisi murima ndiri kuda mari, ndiri mudambudziko ingondipai Mari fullstop🤒

This Dec usati wapinda mumota totanga takusvina mazamu,,ukangobuda mkaka chete wotosara. Haungatize mwana nekuda mafaro

Nhema dzotangira pakunyepera munin'ina wako kuti wakamusiira mukaka iwe wakatozoisirwa mhiripiri uchirambirapo.

Maiweee🙆‍♂️🙆‍♂️,akadaro camera man akanganwa kubaya video button apa muchato wapera 🤷‍♀️🤷‍♀️




😅😅😅

Kana mkadzi wako achizvipakurira sadza rakaenzana nerako wotorega kumuti "sweetie, honey, babe, " wotomuti Blaz🤨🥺

Ndanwa poison ne mistake ndokumbiro mukaka netumacornflakes😹

Ndiri driver wevana vecreche chokwadi vabereki dilution yedrink revana hayisi kundiitira murikuwanza mvura kunge vasiri vana venyu🙈🙈🙈

Zvegore rino ndazvikoniwa ini kana ishwa futi dzichiri palockdown izvezvi tichiri takagara pachuru hapana kana yabuda

Get nyambo in your inbox!