[07/14, 06:46] Mhofu: Amana Nokia yakasimba yakawira mupoto ndichibika beans ndikazoiwona ndavekupakura ine 5 missed calls
[07/14, 06:49] Mkanya: Haaa motorola ndo ine nharo ya kule vangu yakawira muhovhon, tichironga hovhon vakazoiona tapedza kupisa yakat battery full
[07/14, 0657] Dhewa... Typing