Find by tag

*In the new year, munhu wese kuchurch. Zimbabwe is blessed with churches which suit people with differing tastes, ndeipi yaungade apa* ; Kana uri wedoro enda kuRoma Avo vefodya - Methodist Vemamini skirt -Christ Embassy Vanofarira zvigure Zion. Kana uchifarira zvekuchema Zaoga iripo Uchida zve fight Afm iri versus Usingade kugeza Johane Masowe iripo Uchida vakadzi hobho Johane marange Kune avo vezveN'anga - nguwo tsvuku Unenharo KwaMwazha straight Vasingade zvepostori postori Jehovahs witness iripo.. Wakatrainer high jump ZCC ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ๐Ÿคฉ

*umwe murume akamisa vanhu line mubhawa achiti vanoda black label mirai apa,castle apa, Eagle apa ,Chibuku apa* *vanhu vakarwisana kumira,ndokuti maita basa ndaida kuona doro rinodiwa ne vanhu vakawanda dakuvhura bhawa* taura kuno ariku hospital๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚*

Christmas ya 2017 pese pawasvka yaingova "kutonga kwaro gamba"....ikozvno tatongwa tava booo yangova " Mweya ndisesekedze"๐Ÿƒ๐Ÿƒ๐Ÿƒ๐Ÿƒ

*Anakidzwa neshoko muchurch,musikana weGokwe anodaidzira "The Dhevo is a wire"* ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

*Zesa ngaisadaro soo, magetsi haasi kana kuenda. Hama dzedu dzekunze dzatinenge tichingokumbira mari ye gas dziripo takuita kunge tinonyepa manje. Bho here๐Ÿคท๐Ÿฝโ€โ™‚.* _Makaona mkomana uya anosidzima muudzei atiitirewo something_

Gokwe iya yatanga. Ndaona vachipinda mubhawa vari 19 ndikati koindava kupinda makawanda kudai zvikanzi hanty zvkanzi no under 18. ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜„๐Ÿ˜†๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฉ

Nezuro ndaida kurwa nemumwe muface bvatabatwa nevanhu, nhasi masikati ndaona muface uya achi trainer vanhu karate.๐Ÿฅ‹๐Ÿคผโ€โ™€๐Ÿคผโ€โ™€ *Ndopandaona kuti Mwari haakanganwe vana vake*

Mufundisi vedu vati macivil servants havasi kutsanya pama 10 days nekuti vakatanga kare

**Kuswerera mvura kunge radiator ... Mthuli ngaasadaro chokwadi* ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

Kune vose vadya mari ye school fees pakisimusi pano nevachadya pagoredzva, haano mashoko ekutaura kuna Head master, hazvinetsi: Mubereki: *Makadii our excellent Headmaster, our exceptional Head, our Head with a development mindset, honest Head, a PED in waiting, njanji yebasa, mukwekwezeke wedzidzo, chamandingandinga wenjere, jamahiriya pakunzwisisa, Mune mwoyo wamai Maria, chirera nherera, vanoti vakabva pachikoro chino chinoita mamvemve, ndauya nenyaya yangu yekuti fees yemwana yakasangana nagoriyati, rushambwa chairwo, naizvozvo ndaikumbira kuti ndizobvisa fees muna March*. Don't worry just take this advice, ka1.๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ๐Ÿ‘Š๐Ÿฟ

*Chero wadya derere ruma toothpick vavengi vako vakwire BP ๐Ÿค’* *HAPPY CHRISTMAS*

*Ndine stress izvozvi, pane munhu andifonera achiti kwereta huku tigoche ndouya manje manje ndichibhadhara. Ikozvino huku yakutoibva ndakuona SMS yakanzi* *Sorry, wrong number*

*Janet* : Chipo wakatarisa murume wako akaenda kuhondo anodzoka here . *Chipo* kowako anodzoka ? *Janet* yes . *Chipo* iyeanotadza kudzoka kubhawa kunorira radio kuzoti pfuti ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

I thought i m the only one who has noticed that Cde Zondomundege is not flying out of the country kubva zvadzoka Cde Rebhara. Mukuru arikutya kuwana chinhu chabvutwa

*2017 November chingwa ๐Ÿžchiri pa $0,50c takaimba kutonga kwaro Gamba๐Ÿ‘ฎ๐Ÿป๐Ÿ’‚๐Ÿผ , nhasi December 2019 pfee pa$18 munhu wese akuimba mweya ndisesekedze* ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ. *Ma Zimbabweans so ka*

Get nyambo in your inbox!