*Benj: buditsa chamba chiya tirove. Lioyd: xaa chamba chiripo but matches hapasisina. Benj: maihwee ko pana Prosper panga pakabatidzwa moto hapana marasha hre? .Lioyd: hapana kana sign vanenge vatodira mvura pavapedza kubika. Benj:shit pakaipa wangu zvanhasi zvaramba dzima hako candle tirare wanguππππππ*