Find by tag

*Wakamborasika mutown here kusvika pakuvhunza vana moms vanotengesa mustreet kuti mambondiona ndichidarika here?* Kkkkkkkkkkkkk ��������😆😆😆😆

*Ndakazonzwa rimwe hure rakuti isusu nana Peter Ndlovu nana Khama Billiat takapiwa zvipo zvakafanana.......😳😳 ndikati hezvoo ko hindava, zvikanzi tose tinotsvaka mari nemakumbo*

*Ko hazviiti here kuti KORONA ipinde mudzimba isu hedu tibude panze*🤣🤣🤣🤣

Ndopaunonzwa musikana aigara achiwana ma 12% muclass achiti nditengerewo 100%juice

*Gore rino ririkuita kunge ka supa kavhurwa ne learner half yese inoperera pasi* 🤣🤣🤣🤣🤣

*KWAEDZA:headline Nzara yopfunya chisero mudzimba dzana Hwindi Nana sisi Dori* 🤣🤣🤣 Ndaitadza kwayedza

*Ndopaunoona umwe admin achiburitsa munhu unoti anoendepi isu takanzi tisafambefambe*

Zveshuwa mask inoshanda imi. Ndapesana namadam ndine girlfriend kana kumbondiona🙂

*Guys i need a favour, ndanyepera kamwe kabhebhi kuti i got 20 employees. So ndumbirawo kuchinja group ndoriti Big Tiger Logistics🚚🚛. If i add her munenge muchingoti mudhara truck yafira kuChirundu, vamwe muchitenda kuti maBonus💵💰 takamaona. Akangondida tobva tamuburitsa!*

*Wobva wapfura nepane vapfanha wachiwanzirana kamwe kobva kati iwe ndiwe avo varikupfuura kamwe kobva kati haa wahwina* 😂

Guys lockdown tadzidza nekuona zvakawanda but chandirwadza so far ndechekuona kana kut kudiscover kuti mukadzi wangu aka saver number dza Mai vangu kuti Amai Azuka kana ndimiwo 🤷‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️

*21 days dzikadarika mukadzi asati abata password ye phone yako u will be declared a national hero 😷😷😷😷😷😷😷😷*

*Lock down ye next year ndoda kuyi budgetera chaizvo* *Ndiwo manzwi ataurwa na Phiri wepaChiredzi arohwa nenzara first day* 😂😂😂😂

*🤦🏽‍♂🤦🏽‍♂😅😃21 days dzauya nezvidzidzo zvisingaperi chokwadi😃😃, ndopaunoona kuti make-up iya haiisirwi iwewe 😃😃😃😃😃😃😃😃🤓🤓🤓.*

*tirikungohurova kuno mabhawa afuma akanyorwa kuti pharmacy *

Get nyambo in your inbox!