Find by tag

Answer in Brief

vamwe Cde  was writing an examination in an exam room he took off all his clothes and was left with a pant when the invigillater saw him naked like that he asked Cde ko zvaiita sei zvomotinyadzisa? Cde vakati Ndiri kupindura question no 5 yakanzi answer in brief!!!

Chiyi chadonha?

mkwasha akaenda kwa ambuya vake ndokunzi naambuya mkwasha maita mauya sungirirai satelite dish, mkwasha nekunyara kuti haagone akakwira pamsoro pemba pasina nguva ambuya vakanzwa pasi kurira zvine mutsindo, ambuya vakabvunza mkwasha kuti chii chadonha, mkwasha akati ihovhorosi zvikanzi na ambuya ine mutsindo kudaro, mkwasha akati ndiri mukati mayo.

Panofa pfambi panonzwinyi?

Pakafa mufundisi takarara tichiimba nekuparidza. Pakafa hwindi takarara tichimbeya nemakombi pachiridzwa mabhero nekushevedzerwa. Nhasi pafa mai susan pfambi tiri kurara tichiitei nhasi guyz

Chinozi vachi shandura muriwo

Chinoz akafonerwa neshamwari yake achipindura muriwo saka shamwari yake  yakamubvunza nechirungu ikati 'what are you doing?' Chinoz dzikati 'l am busy replying vegetables'

Ita imwe yechipiri

Chinotimba akabata mutourist achitunda akamuti bhadhara find ye50 dollaz mutourist akabva aburitsa 100dollaz chinoz akati hurumende haina change saka tunda futi!

Tese takaita Law

Pa bhawa, conversation between chinoz;temba and gidza:

Temba: ini ndakaita company law

Gidza:ini ndakaita civil law

Chinoz:ah saka tese takaita law, ini ndakaita battery low

Ndinga taurewo na stella?

Inzwa conversation iripano mukomana aida kutaura nechimoko bt changa chisina fone so
akafona pane yamudhara wacho:

Baba: haloo
muface :halo ndingataure wo na stella
baba: ndiwe ani
muface: ndini Kero
Baba: unoti ndiwe Caro anenzwi rechirume manje hausi kuzotaura naye kana usina kundiudza kt ndiwe ani
Muface: inga ndirikutaura wani kt ndini Kerovhini

Pindura nyama iyo

Chinoz and Obama at a braai,

Chinoz: Hey Obama answer that meat.

Obama: (confused) 

Chinos: Again obama! i said answer that meat! Ndati pindura nyama iyo inotsva mhani

Chinoz vachinotenga Huku

Chinoz and his wife planned kunotenga huku. Vakaenda ku butcher then mkadzi wachinoz said 2litres dze huku imari. Chinoz vakaumburuka nekuseka sezvo manga makazara vanhu. Wife asked ko murikusekei then chinoz replied, "aahhh urikubvunza 2lts dzehuku isu tasiya chigubhu kumba?"

Chinoz on gumbura

Hanzi chinoz vakanzi na  p munouona sei mutongo wapiwa gumbura 40yrz nenyaya yekubata rape?

Chinoz vakatii aaah zvinotyisa ungatongerwa 40yrz dzekungo bata rape chete? Kokuzoti isu tinotoirima ikozvino andichadi ndavekungorima sweet cabbage coz ndingatotongerwa lyf in jail

Chinoz aku tizwa ne Huku

Chinoz was sent to deliver a live chicken to a customer.on his way he slipped and fell and huku yakabva yatanga kutiza.Chinoz started laughing and a security guard who was watching zvese zvichiitika asked Chinoz why he was laughing,then Chinoz answered "huku yakapusa iyi,iri kutiza ichienda kupi address ndini ndaipihwa..."

Pakavhurwa Pizza Inn mu Harare

a guy on his cell phone mukombi: "ehh ndeipi?, ndakutosvika ndaapadhuze.... yah, fanobika sadza, and dont worry about muriwo, NDATENGA PIZZA!!!

Kombi imarii?

Vamwe ambuya vakamira pabus stop varikuda kuenda kutown kombi ndobva yamira 
hwindi: Town town town
ambuya: Kombi yenyu imarii nhai mukwasha
hwindi: ambuya kombi haisi kutengeswa iyi irikuenda kutown.
ambuya: ndati irikuita marii
hwindi: haisi kutengeswa mhani, driver rova mota tiende.

Mukombi hamu rarwe

Hwindi achimutsa vamwe blazo vanga varara mu kombi:
Mudhara mudhara mukai apa mukombi hamurarwe kana makuita zvekurara takukubhadharisai mari yeLodge o yemuhotera manje. muchazotiridzira mamwe gitare asiriwo.

Chi rapa-rapa chana hwindi

Language yema hwindi emuHarare mazuva ano!!

  1. Kutakura mupurisa... 'Ndabata datya.' (coz cops dont pay).
  2. Kuisa Kombi mu neutral... 'Isa gear muhomwe.'
  3. Mune hama dzemuridzi wekombi here muno?... 'Mune ma foam rubber here muno?'
  4. Driver fambisa mota, handei... 'Zora butter mutyairi.'
  5. Daily takings (mari pakupera kwezuva)...'Zvabuda musarudzo.'
  6. Pindai mukombi, musamira panze...'Vabereki wandirai mukati senhumbu.'
  7. Driver ita 140km/hr... 'Driver, tipe $1.40.'
  8. Reverse...'Idyai nesele driver.'
  9. Kutorerwa mapassengers neimwe kombi....'Ndaurayirwa vaenzi.'
  10. Munhu asingade kubhadhara mukombi...'Maita n'anga muno.'
  11.  Maita munhu mudhafu (and therefore hazvisi kuita kuti vagare vari 4 pa seat)...'Iro seat iro rakagarwa nema landlord.

Get nyambo in your inbox!