Find by tag

Unotonzwawo achiti handidanane nemvana, wotarisa face yake ungate chimodho chabikirwa pambaura!

*Kusa receiver message day rese kubva kumunhu wako itori message iyoyo🤣🤣🤣*

**Havambokuudze kuti wakashata, unongonzwa vachiti iwewe bata camera ** 🤣🤣

*Unenge uri busy kuudza vanhu kuti my bae wouldn't iye atori busy ku wouldnta hake* Huye bodo🤣🤣

*Siyana neni! Ndine mukadzi wangu ini hauzvizive here?” Ndini hangu uyo ndichinyepera kuvhumuka ndiri kuhope kuti mukadzi afare*🤣🤣🤣🤣

*Mhepo yosimudza skirt iwe wodzikisa skirt yacho* *ukushora simba ramwari here?*

*Husband asinga truste mudzimai wake* *Husband:* hie baby *Wife:* hie sweetie *Husband:* where are you? *Wife:* at home honey *Husband:* kunyepa batidza radio *Wife:* OK achibatidza radio shiiiiiiiiiiiiiii shiiiiiiiiiii *Husband:* ok. *Next day* *Husband:* hie lovely *Wife:* hie baby *Husband:* uripi *Wife:* kumba *Husband:* kunyepa batidza radio *Wife:* achibatidza radio shiiiiiii shiiii *Husband:* OK Mumwe musi bambo vakati rega ndimbo surpriser madam. vakasvika padheni mwana ari ega vakabvunza mwana kuti mai vake varipi *Mwana:* hameno kwavaenda vakatakura radio.. 😄😄😄😄😄😄

*Ndafonerwa ne girlfriend yangu zvikanzi huya uone best friend yangu, ndatova pedyo ndokuona friend yacho it's munin'ina wa madam* Nanhasi ndirikungoti ndakutosvika😆😆😆😆😆😆😆😆 Ccjokes

*Ukaona relationship yaakunzi, ndaona iwewe wakanyararawo ndikati regai ndinyarare, ibva watongoziva kuti yabuda mutende reNyaradzo manje , yakunanga kumakuva😹😹*

*Kuiswa pa profile picture nemudiwa wako hazvirevi kuti unodiwa, ingawani nhunzi yakaiswa pagaba reDoom* 😂😂😂😂😂😂😂😂

*Nezuro* *takaenda* *kunhamo* *kuGokwe* *hatina* *kupedza* *kubata* *vanhu* *maoko* *takwana* *nacho* *chirungu* *takati* *pane* *wekutanga* *nematambudziko* *zvikanzi* *you*too**kuenda* *pane* *wechi* *2* *tikati* *nematambudziko* *zvikanzi* *my* *pleasure* *kuenda* *kune* *wechi3* *nematambudziko* *zvikanzi* *never* *mind* *wechi4* *ndiye* *akazotipedzera* *nematambudziko* *zvikanzi* *its* *non* *of* *business* *Gokwe* *🙌🏼🙌🏼🙌🏼🙌🏼*

*Ukabatanidza hasha dzine maTeachers eZimbabwe yose unogona kugadzira mheni.*⚡⚡⚡⚡💫

Teacher: mbambaira inonzi chii ne chirungu Gidza: underground sasuage teacher:😅😅 ko derere Gidza : sliding vegetables 😅😅😅😅🙌🙌🙌 sando kuna gidza Gokwe ✋✋

*uno rooreka sei kukuti good morning bbe iwe wava kuti twabamu bolato bolato* 🥶🤷🏻‍♂😂😂

*Worara wakadhakwa makuseni wonzwa moms yako ichidedzera kuti ndiri kumirira iyeyu kuti amuke andiratidze kwaakaona girlfriend yababa vake yaaireva manheru*😳

Get nyambo in your inbox!