*Football Fans*
*Liverpool fans* -Very calm and disciplined chero vakahwinha vane maturity
*Man City Fans*-Highly disciplined.Team yavo ikahwinha havataurise uye varipamusoro pelog vanonyarara
*Man united Fans*-Team inisapotwa nemasingle mothers,mahwindi,matsotsi nepfambi.Vanhu ivava vanotaurisa.Vaneruzha!Team yavo ikahwinha one game kumabasa hakuseenzeke.Team yavo ikaenda pamusoro pelog vanopembera sevatora league.KuBhawa havatengi doro futi mapocha.Vakomana vacho havaroore vanotizisa.Varume vacho magirlfriends too much plus kushusha.Apa havapedzi zuva vasina kutaura zva Fergusson.Ndivo vanaMadhuve ka ava too much pride apa havana mari.Ukaona muroora anopfeka Man U jersey wotoziva kuti akavenga vamwene.Vanozvikudza kunyanya uye havaende kumusha kunoona vabereki.Havachengete hama uye vanehuori.
*Chelsea Fans*-Ava havasi vebhora vazhinji vacho.Vanodira team kuti inemaplayers akawanda mablacks(zvinebasarei).Ava vaneruzha team ikahwinha.Vanoita betting vachirohwa mari stereki.Iyi team iyi ndeyemahwindi futi.Vanofunga kuti kunyora kombi kuti Chele chele kana kuti Stamford bridge zvinohwinhisa team.Vazhinji vacho ndivo vanobud mademon kumachechi.Kubhawa vanotenga doro mbichana vozopedza husiku vese vachipocha.KuN'anga havabve.Vanotongwa nevakadzi
*ArsenalFans*-VanePatience.ukaona waroora musikana anosapota arsenal wagarika.Nekuti humwe hushingi hwavanoita vanhu unoshaya kuti hunobvepi.Arsenal inorohwa big time asi vanoramba vakatsungirira.Doro vanotenga kubhawa .Havanyanye kuhura uye vanehutsanana.